Hebrews 2:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ɀirokwaɀo, haaɓatsiri ʋatumŋa, asi unoɓatsira ʋana ʋaAbrahama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvirokwazvo havasi vatumwa vaakabatsira, asi zvizvarwa zvaAbhurahama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zviri pachena wani kuti vaakatora akabatsira havasi vatumwa asi vana vechizvarwa chaAbhurahamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti zvirokwazvo, haabatsiri vatumwa, asi anobatsira vana vaAbhurahamu.
Shona 2009?
Nokuti zvirokwazvo, haana kutora chimiro chavatumwa, asi wakazvitorera vana vaAbhurahamu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti zvirokwazvo, haabatsiri vatumwa, asi anobatsira vana vaAbhurahamu.