Hebrews 2:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ko isu ticatiza sei, kana tisinehanya nokuponeswa kukuru kwakaɗai? uku kwakaparidzwa pakutaŋga naShe, kukasimbiswa kwatiri naiʋo ʋakanzwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ko, isu tichapunyuka sei kana tisina hanya noruponeso rwakakura zvakadai? Ruponeso urwu rwakatanga kuziviswa naIshe, rwakasimbiswa kwatiri naavo vakamunzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ko, isu tichazopunyuka napapi kana tisina kuita hanya noruponeso rwakakomba kudai? Ndirwo rwakataurwa naTenzi pokutanga, rwukatsinhirwa kwatiri navavo vakamunzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ko isu tichatiza sei, kana tisina hanya nokuponeswa kukuru kwakadai? Uku kwakaparidzwa pakutanga naIshe, kukasimbiswa kwatiri naivo vakanzwa;
Shona 2009?
ko isu tichapukunyuka sei, kana tisinehanya nokuponeswa kukuru kwakadai? Uku kwakaparidzwa pakutanga naShe, kukasimbiswa kwatiri naivo vakanzwa;
Shona SUB 2002 Bible
ko isu tichatiza sei, kana tisina hanya nokuponeswa kukuru kwakadai? Uku kwakaparidzwa pakutanga naIshe, kukasimbiswa kwatiri naivo vakanzwa;