Hebrews 2:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nyika, inozoʋuya, yatinoreʋa, haana‐kuiisa pasi paʋatumŋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapazi pasi pavatumwa pakaiswa nyika inouya, yatiri kutaura nezvayo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari haana kuisa pasi pavatumwa nyika ichauya, yatiri kutaura nezvayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nyika inozouya, yatinoreva, haana kuiisa pasi pavatumwa.
Shona 2009?
Nokuti nyika, inozovuya, yatinoreva, haana kuiisa pasi pavatumwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nyika inozouya, yatinoreva, haana kuiisa pasi pavatumwa.