Hebrews 2:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi mumŋe wakapupura kwaɀo paneimŋe nɀimbo, aciti: Ko munhu cinyiko, ɀamunomufuŋga? Kana mŋanakomana womunhu, ɀamunomushanyira?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi mumwe akapupura kwazvo pane imwe nzvimbo achiti: “Ko, munhu chii zvamunomufunga, kana mwanakomana womunhu zvamune hanya naye?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvakapupurirwawo kumwe zvichinzi, “Iye munhu chiikowo zvake wamunorangarira? “Iye munhuwo zvake wamunochengeta.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi mumwe akapupura kwazvo paneimwe nzvimbo, achiti, “Ko munhu chinyiko, zvamunomufunga? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomushanyira?
Shona 2009?
Asi mumwe wakapupura kwazvo paneimwe nzvimbo, achiti: Ko munhu chinyiko, zvamunomufunga? Kana mwanakomana womunhu, zvamunomushanyira?
Shona SUB 2002 Bible
Asi mumwe akapupura kwazvo pane imwe nzvimbo, achiti, “Ko munhu chiiko, zvamunomufunga? Kana Mwanakomana womunhu, zvamunomushanyira?