Hebrews 2:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makamuita muɗuku ɀishoma kuʋatumŋa, Makamushoŋgedza korona yokubginya nokukudzwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa; makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kwechinguvana mukamuita kuti ave mudiki kuvatumwa, mukamupfekedza ndaza nembiri norukudzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa,
Shona 2009?
Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa, Makamushongedza korona nokubwinya nokukudzwa, mukamubatisa vushe hwamabasa amavoko enyu.
Shona SUB 2002 Bible
Makamuita muduku zvishoma kuvatumwa, Makamushongedza korona yokubwinya nokukudzwa,