Hebrews 3:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ndakanzwa shuŋgu pamsoro porudzi urwu, Ndikati: Ʋanogara ʋacitsauka pamŋoyo yaʋo; Asi haʋana‐kuziʋa nzira dzaŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndokusaka ndakatsamwira rudzi irworwo, uye ndikati, ‘Mwoyo yavo inogara ichitsauka, havana kuziva nzira dzangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ndakashatiriswa nechizvarwa ichocho; ndikazoti vanogarokanganisa mumwoyo yavo. Havasati vamboziva nzira dzangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ndakanzwa shungu pamusoro porudzi urwu, Ndikati, ‘Vanogara vachitsauka pamwoyo yavo; Asi havana kuziva nzira dzangu;’
Shona 2009?
Naizvozvo ndakanzwa shungu pamusoro porudzi urwu, Ndikati: Vanogara vachitsauka Pamoyo yavo; Asi havana kuziva nzira dzangu;
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ndakanzwa shungu pamusoro porudzi urwu, Ndikati, ‘Vanogara vachitsauka pamwoyo yavo; Asi havana kuziva nzira dzangu;’