Hebrews 3:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hama dzaŋgu, cenjerai kuti mukati momumŋe wenyu murege kuʋa nomŋoyo wakashata usiŋgatendi, mutsauke mucibʋa kunaMŋari mupenyu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hama dzangu, chenjererai kuti pakati penyu pasava nomunhu ano mwoyo usingatendi, une zvivi, unotsauka kubva kuna Mwari mupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenjerai, hama dzangu, kuti munaani — nani wenyu murege kuva nemwoyo wakaipa usingatendi, ungadaro ukamutsautsa muna Mwari mupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hama dzangu, chenjerai kuti mukati momumwe wenyu murege kuva nomwoyo wakashata usingatendi, mutsauke muchibva kuna Mwari mupenyu,
Shona 2009?
Hama dzangu, chenjerai kuti mukati momumwe wenyu murege kuva nomoyo wakashata usingatendi, mutsauke muchibva kunaMwari mupenyu,
Shona SUB 2002 Bible
Hama dzangu, chenjerai kuti mukati momumwe wenyu murege kuva nomwoyo wakashata usingatendi, mutsauke muchibva kuna Mwari mupenyu,