Hebrews 3:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti taʋa ʋagoʋerani pamŋe cete naKristu, kana ticiɓatisisa kuʋamba kwokutenda kweɗu kuȿikira pakuguma;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Takauya kuzogovana muna Kristu kana tichibatisisa kuvamba kwokutenda kwedu kusvikira pakuguma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti tinogoverana muna Kristu, chero chete tikaramba takabata zvakasimba ruvimbo rwedu rwapakutanga, kusvika pakupedzisira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tava vagoverani pamwechete naKristu, kana tichibatisisa kuvamba kwokutenda kwedu kusvikira pakuguma;
Shona 2009?
Nokuti tava vagoverani pamwe chete naKristu, kana tichibatisisa kuvamba kokutenda kwedu kusvikira pakuguma;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tava vagoverani pamwechete naKristu, kana tichibatisisa kuvamba kwokutenda kwedu kusvikira pakuguma;