Hebrews 3:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀicinzi: Nhasi, kana mucinzwa inzwi rake, Musawomesa mŋoyo yenyu, sapa ŋguʋa yokutsamŋisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvazvakataurwa zvichinzi: “Nhasi, kana muchinzwa inzwi rake, musaomesa mwoyo yenyu sezvamakaita panguva dzokumukira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvazvinonzi: “Nhasi kana monzwa izwi rake musazoomesa mwoyo yenyu sapachimurenga paya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvichinzi, “Nhasi, kana muchinzwa izwi rake, Musaomesa mwoyo yenyu, sapanguva yokutsamwisa.”
Shona 2009?
zvichinzi: Nhasi, kana muchinzwa inzwi rake, Musawomesa moyo yenyu, sapanguva yokutsamwisa.
Shona SUB 2002 Bible
zvichinzi, “Nhasi, kana muchinzwa izwi rake, Musaomesa mwoyo yenyu, sapanguva yokutsamwisa.”