Hebrews 3:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndiʋanani ʋakanzwa, ʋakamutsamŋisa? Haʋazi iʋo ʋose ʋakabva Egipita naMosesi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndivanaaniko vakanzwa uye vakamukira? Havazivo here vaya vose vakatungamirirwa naMozisi pakubuda muIjipiti?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndavanani vakazvinzwa asi vakazopanduka, handiti ndivo here vaya vakabva kuIjipiti vachitungamirirwa naMosesi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndivanaani vakanzwa, vakamutsamwisa? Havazi ivo vose vakabva Ijipiti naMosesi here?
Shona 2009?
Nokuti ndivanani vakanzwa, vakamutsamwisa? Havazi ivo vose vakabva Ijipiti naMozisi here?
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndivanaani vakanzwa, vakamutsamwisa? Havazi ivo vose vakabva Ijipiti naMosesi here?