Hebrews 3:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tinoʋona kuti ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kupinda nokusatenda kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka tinoona kuti havana kukwanisa kupinda, nokuda kwokusatenda kwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo tinoona kuti havana kukwanisa kupinda nemhaka yokusadavira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tinoona kuti vakanga vasingagoni kupinda nokusatenda kwavo.
Shona 2009?
Zvino tinovona kuti vakanga vasingagoni kupinda nokusatenda kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tinoona kuti vakanga vasingagoni kupinda nokusatenda kwavo.