Hebrews 3:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakaŋga akatendeka kunaiye wakamugadza, saMosesi ʋo muimba yake yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMozisi akanga akatendeka muimba yose yaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Aiva munhu wakatendeka kuna iye wakamusarudza; sokutendekawo kwakanga kwakaita Mosesi mumba maMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMosesiwo mumhuri yake yose.
Shona 2009?
wakanga akatendeka kunaiye wakamugadza, saMozisivo muimba yake yose.
Shona SUB 2002 Bible
akanga akatendeka kuna iye akamugadza, saMosesiwo mumhuri yake yose.