Hebrews 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mosesi wakaŋga akatendeka muimba yake yose somuranda, kuti aʋe capupu ceɀinhu ɀaifanira kuzotaurwa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mozisi akanga akatendeka somuranda muimba yose yaMwari, achipupura pamusoro pezvaizotaurwa munguva yaizotevera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Mosesi, somuranda akanga akatendeseka muimba yose yaMwari, achipa uchapupu hwezvinhu zvakanga zvichazotaurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Mosesi akanga akatendeka muimba yake yose somuranda, kuti ave chapupu chezvinhu zvaifanira kuzotaurwa,
Shona 2009?
Zvino Mozisi wakanga akatendeka muimba yake yose somuranda, kuti ave chapupu chezvinhu zvinofanira kuzotaurwa,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Mosesi akanga akatendeka muimba yake yose somuranda, kuti ave chapupu chezvinhu zvaifanira kuzotaurwa,