Hebrews 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pa nda kaidzwa namadziɓaɓa enyu, ʋaci ndi netsa, Ʋakaʋona maɓasa aŋgu makore anamakumi manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
mandakaedzwa namadzibaba enyu uye kwamakore makumi mana vakaona zvandakaita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
madzibaba enyu pavakandiedza, asi ivo vakaona mabasa angu kwamakore makumi mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Pandakaedzwa namadzibaba enyu vachindinetsa, Vakaona mabasa angu makore ana makumi mana.
Shona 2009?
Pandakaidzwa namadzibaba enyu, vachindinetsa, Vakavona mabasa angu makore Anamakumi mana.
Shona SUB 2002 Bible
Pandakaedzwa namadzibaba enyu vachindinetsa, Vakaona mabasa angu makore ana makumi mana.