Hebrews 4:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti nesu ʋo takaparidzirwa Evaŋgeri, saiʋo; asi shoko raʋakanzwa, harina‐kuʋaɓatsira, nokuti harina‐kuveŋganiswa nokutenda kwaiʋo ʋakanzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti nesuwo takanzwa vhangeri richiparidzwa kwatiri, saivo; asi shoko ravakanzwa harina kuvabatsira, nokuti ivo vakarinzwa havana kuribatanidza nokutenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti Shoko Rakanaka rakaparidzwa kwatiri sezvarakaitwa kwavari asi Shoko iri harina zvarakabatsira, nokuti harina kusvikowana chitendero muna ivavo vakarinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nesuo takaparidzirwa Vhangeri, saivo; asi shoko ravakanzwa, harina kuvabatsira, nokuti harina kuvenganiswa nokutenda kwaivo vakanzwa.
Shona 2009?
Nokuti nesuvo takaparidzirwa evhangeri, saivo; asi shoko ravakanzwa, harina kuvabatsira, nokuti harina kuvhenganiswa nokutenda kwaivo vakanzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti nesuwo takaparidzirwa Vhangeri, saivo; asi shoko ravakanzwa, harina kuvabatsira, nokuti harina kuvenganiswa nokutenda kwaivo vakanzwa.