Hebrews 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tinamashoko mazhinji atiŋgataura pamsoro pake, anorema kuɗudzira, ɀamaʋa ʋanhu ʋasicagoni kunzwisisa kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tine zvizhinji zvokutaura pamusoro peizvi, asi zvinorema kuzvitsanangura kwamuri nokuti munononoka kunzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane zvizvi tine zvinhu zvizhinji zvokureva asi zvakaoma kutsanangura nokuti zvavakukuomerai kunzwisisa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tina mashoko mazhinji atingataura pamusoro pake, anorema kududzira, zvamava vanhu vasingagoni kunzwisisa kwazvo.
Shona 2009?
Tinamashoko mazhinji atingataura pamusoro pake, anorema kududzira, zvamava vanhu vasichagoni kunzwisisa kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Tina mashoko mazhinji atingataura pamusoro pake, anorema kududzira, zvamava vanhu vasingagoni kunzwisisa kwazvo.