Hebrews 5:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀokudya ɀikukutu ndeɀaʋakuru, ʋanokuziʋa kwakadzidziswa, nenzira yokuroʋedzwa, kuziʋisisa ɀakanaka neɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, avo vakazvidzidzisa nokuramba vachizviita, kutsaura zvakanaka kubva kune zvakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chokudya chakasimba ndechevabve zano, vanepfungwawo dzakapingudzwa nokuramba vachiita zvinhu kuti vazive kutsaura zvakanaka kune zvakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, vanokuziva kwakadzidziswa, nenzira yokurovedzwa, kuzivisisa zvakanaka nezvakaipa.
Shona 2009?
Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, vanokuziva kwakadzidziswa, nenzira yokurovedzwa, kuzivisisa zvakanaka nezvakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, vanokuziva kwakadzidziswa, nenzira yokurovedzwa, kuzivisisa zvakanaka nezvakaipa.