Hebrews 5:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hakunomunhu uŋgaɀitorera ɓasa iri rinokudzwa, asi kana aciɗanwa naMŋari saiye Aroni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hapana munhu anozvipa kukudzwa uku; anofanira kudanwa naMwari, sezvakaitwa Aroni.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna munhu anoita zvokuzvipa hukuru ihohu iye pachake, asi kuti anotodaidzwa naMwari sezvakaitwa Aroni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hakuna munhu angazvitorera basa iri rinokudzwa, asi kana achidanwa naMwari saiye Aroni.
Shona 2009?
Hakuna munhu ungazvitorera basa iri rinokudzwa, asi kana achidamwa naMwari saiye Aroni.
Shona SUB 2002 Bible
Hakuna munhu angazvitorera basa iri rinokudzwa, asi kana achidanwa naMwari saiye Aroni.