Hebrews 5:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Seɀaanoreʋa ʋo paneimŋe nɀimbo, aciti: Ndiwe Muprista nokusiŋgaperi Unorudzi naMerkisedeki.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akati pane imwe nzvimbo, “Ndiwe muprista nokusingaperi, worudzi rwaMerikizedheki.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokutaura kwaanoita zvakare pane imwe ndima achiti, “Iwe uri mupristi nokusingaperi wegovero raMerekizedheki.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sezvaanorevawo pane imwe nzvimbo, achiti, “Ndiwe Mupristi nokusingaperi Unorudzi naMerekizedheki.”
Shona 2009?
Sezvaanorevavo paneimwe nzvimbo, achiti: Ndiwe Muprista nokusingaperi wegwara "reimba" yaMerkizedheki.
Shona SUB 2002 Bible
Sezvaanorevawo pane imwe nzvimbo, achiti, “Ndiwe Mupristi nokusingaperi Unorudzi naMerekizedheki.”