Hebrews 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kunyaŋge aiʋa Mŋanakomana, wakadzidza kuterera neɀaakatambudzika;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvake akanga ari mwanakomana, akadzidza kuteerera kubva pakutambudzika kwake
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange akanga ari Mwanakomana, nokutambudzika kwaakaita, akadzidza kuti chinonzi kuteerera chii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kunyange aiva Mwanakomana, akadzidza kuteerera nezvaakatambudzika;
Shona 2009?
kunyange aiva Mwanakomana, wakadzidza kuteerera nezvaakatambudzika;
Shona SUB 2002 Bible
kunyangwe aiva Mwanakomana, akadzidza kuteerera nezvaakatambudzika;