Hebrews 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati akwaniswa, akazoʋa muʋambi wokuponeswa kusiŋgaperi kunaʋose ʋanomuterera;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye pakarepo akawaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga zvino, aitwa munhu akaruramisisa akazova musakisi woruponeso kuna vose vanomuteerera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera;
Shona 2009?
akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kunavose vanomuteerera;
Shona SUB 2002 Bible
akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera;