Hebrews 6:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ŋgatisiye shoko rokutaŋga kwaKristu, tipfuʋurire mberi pakukwaniswa, tisiŋgaisi ɀe nheyo dzokutendeʋuka pamaɓasa akafa, nedzokutenda kunaMŋari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ngatisiyei dzidziso dzokutanga pamusoro paKristu uye tipfuurire mberi kuti tive vakuru, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka kubva pamabasa anotungamirira kurufu, uye nokutenda muna Mwari,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo ngatichimbosiyai zvidzidzo zvechikristu zvokutanga, tiende mberi kuzvidzidzo zvechikuru, tirege kunge tichadzokerazve mukuvaka ugaro hwezvokupinduka kubva kumabasa akafa, nehwezvechitendero kuna Mwari kana kuti
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo ngatisiye shoko rokutanga kwaKristu, tipfuurire mberi pakukwaniswa, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka pamabasa akafa, nedzokutenda kuna Mwari,
Shona 2009?
Naizvozvo ngatisiye shoko rokutanga kwaKristu, tipfuvurire mberi pakukwaniswa, tisingaisi zve nheyo dzokutendevuka pamabasa akafa, nedzokutenda kunaMwari,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo ngatisiye shoko rokutanga kwaKristu, tipfuurire mberi pakukwaniswa, tisingaisizve nheyo dzokutendeuka pamabasa akafa, nedzokutenda kuna Mwari,