Hebrews 6:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Ɀirokwaɀo nokuropafadza ndicakuropafadza, nokuwanza ndicakuwanza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
achiti, “Zvirokwazvo ndichakuropafadza uye ndichakupa zvizvarwa zvizhinji.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
zviya zvaakati, “Zvirokwazvo ndichakukomborera chaizvo nokuita kuti uwande.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Zvirokwazvo nokuropafadza ndichakuropafadza, nokuwanza ndichakuwanza.”
Shona 2009?
akati: Zvirokwazvo nokuropafadza ndichakuropafadza, nokuwanza ndichakuwanza.
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Zvirokwazvo nokuropafadza ndichakuropafadza, nokuwanza ndichakuwanza.”