Hebrews 6:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuɗaro, wakati atsuŋgirira, akawana cipikirwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye mushure mokumirira nomwoyo murefu, Abhurahama akagamuchira chipikirwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka nokutirira kwake Abhurahamu akawana chaakanga atsidzirwa chiya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokudaro, akati atsungirira, akawana chipikirwa.
Shona 2009?
Nokudaro, wakati atsungirira, akawana chipikirwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokudaro, akati atsungirira, akawana chipikirwa.