Hebrews 6:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nedzedzidziso yokubapatidza, nedzokuisa maʋoko, nedzokumuka kwaʋakafa, nedzokutoŋgwa kusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
dzidziso pamusoro pokubhabhatidzwa nedzokuisa maoko pamusoro, nedzokumuka kubva kuvakafa, uye nedzokutongwa kusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nezvidzidzo zvoruombeko rwakasiyana — siyana, kana nezvokuisa vanhu maoko pamusoro, kana kutiwo nezvokumuka kwavakafa, kana nezvokutongwa kunogara nokusingaperi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nedzedzidziso yokubhabhatidza, nedzokuisa maoko, nedzokumuka kwavakafa, nedzokutongwa kusingaperi.
Shona 2009?
nedzedzidziso dzebhabhatidzo, nedzokuisa mavoko, nedzokumuka kwavakafa, nedzokutongwa kusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
nedzedzidziso yokubhabhatidza, nedzokuisa maoko, nedzokumuka kwavakafa, nedzokutongwa kusingaperi.