Hebrews 6:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana ʋari iʋo, ʋakambovenekerwa, ʋakaraʋira cipo cokuɗeŋga, ʋakagoʋerwa Mŋeya Mutȿene,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti hazvigoni kuti vaya vakambovhenekerwa, vaya vakamboravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti hazvikwanisiki kudzora vanhu vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chedenga, vakagoveranawo Mweya Mutsvene,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana vari ivo, vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene,
Shona 2009?
Nokuti kana vari ivo, vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana vari ivo, vakambovhenekerwa, vakaravira chipo chokudenga, vakagoverwa Mweya Mutsvene,