Hebrews 6:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi kana ikaɓereka minzwa norukato, inorashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi nyika inobereka minzwa norukato haibatsiri uye ine dambudziko rokuti ichatukwa. Pakupedzisira ichapiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi kana robereka minzwa nedonzvambeva nesosowori, harina maturo. Ratova padyo nokunyobwa; mugumo waro kupiswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi kana ikabereka minzwa norukato, inorakashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa.
Shona 2009?
asi kana ikabereka mhinzwa norukato, inorashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa.
Shona SUB 2002 Bible
asi kana ikabereka minzwa norukato, inorakashwa, yobva yotukwa; kuguma kwayo ndiko kupiswa.