Hebrews 6:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋaɗikanwa, kunyaŋge ticitaura kuɗai, tinoziʋa kwaɀo pamsoro penyu ɀinhu ɀinopfuʋura nokunaka, ɀinoisa kukuponeswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvazvo tichitaura sezvizvi, hama dzinodikanwa, tinoziva kwazvo pamusoro penyu zvinhu zviri nani, zvinhu zvinobatana pamwe chete noruponeso.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange zvedu tichitaura nomutowo iwoyu, asi kwamuri, vadikanwi, tinechokwadi chokuti munezvinhu zviri nani zvoruponeso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vadikanwi, kunyange tichitaura kudai, tinoziva kwazvo pamusoro penyu zvinhu zvinopfuura nokunaka, zvinoisa kukuponeswa.
Shona 2009?
Asi vadikamwa, kunyange tichitaura kudai, tinoziva kwazvo pamusoro penyu zvinhu zvinopfuvura nokunaka, zvinoisa kukuponeswa.
Shona SUB 2002 Bible
Asi vadikanwi, kunyangwe tichitaura kudai, tinoziva kwazvo pamusoro penyu zvinhu zvinopfuura nokunaka, zvinoisa kukuponeswa.