Hebrews 7:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iɀi ɀinoratidzwa ʋo kwaɀo, kana kucimuka mumŋe muprista wakafanana naMerkisedeki,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye zvatataura zvinotova pachena kunyanya kana mumwe muprista akaita saMerikizedheki achionekwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvinobva zvanyatsobuda pachena — chena kana mumwe mupristi wakafanana naMerekizedheki womuka
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Izvi zvinoratidzwawo kwazvo, kana kuchimuka mumwe mupristi akafanana naMerekizedheki,
Shona 2009?
Izvi zvinoratidzwavo kwazvo, kana kuchimuka mumwe muprista wakafanana naMerikizedheki,
Shona SUB 2002 Bible
Izvi zvinoratidzwawo kwazvo, kana kuchimuka mumwe mupristi akafanana naMerekizedheki,