Hebrews 7:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋaiʋa ʋaprista ʋazhinji, nokuti ʋakadziʋiswa norufu kugara nokusiŋgaperi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kwakava navazhinji vavaprista avo, nokuti rufu rwakavatadzisa kupfuurira mberi paushumiri;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vapristi vokutanga vaive vazhinji nokuti vaitadziswa norufu kuti vaenderere mberi nebasa ravo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vaiva vapristi vazhinji, nokuti vakadziviswa norufu kugara nokusingaperi;
Shona 2009?
Ivo vaiva vaprista vazhinji, nokuti vakadziviswa norufu kugara nokusingaperi,
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vaiva vapristi vazhinji, nokuti vakadziviswa norufu kugara nokusingaperi;