Hebrews 7:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye pano, ʋanhu, ʋanofa, ʋanopiwa ɀegumi; asi apo uyo unopiwa, unopupurirwa ɀicinzi mupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panyaya iyi yokutanga, chegumi chinotorwa navanhu vanofa; asi pane imwe nyaya iyi chinotorwa naiye anonzi mupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Apa zvegumi, zvinopiwa kuvanhu vanofa, pamwe apo, zvinopiwa kune anopupurirwa kuti mupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye pano, vanhu vanofa, vanopiwa zvegumi; asi apo uyo anopiwa, anopupurirwa zvichinzi mupenyu.
Shona 2009?
uye pano, vanhu, vanofa, vanopiwa zvegumi; asi apo uyo unopiwa, unopupurirwa zvichinzi mupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Uye pano, vanhu vanofa, vanopiwa zvegumi; asi apo uyo anopiwa, anopupurirwa zvichinzi mupenyu.