Hebrews 7:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino tiŋgati, naRevi, unopiwa ɀegumi, iye ʋo wakapa ɀegumi munaAbrahama;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mumwe angati Revhi, anotora chegumi, akapawo chegumi kubudikidza naAbhurahama,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvichida mumwe angatoti iye Revhi pachake, anopiwa zvegumi, akabvisa chegumi pakabvisa Abhurahamu chegumi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino tingati, naRevhi anopiwa zvegumi, iyewo akapa zvegumi naAbhurahamu;
Shona 2009?
Zvino tingati naRevhi, unopiwa zvegumi, iyevo wakapa zvegumi munaAbhurahamu;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino tingati, naRevhi anopiwa zvegumi, iyewo akapa zvegumi naAbhurahamu;