Hebrews 8:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaanoti: Suŋgano itȿa, wakasakadza yokutaŋga; ɀino cinhu cosakara, coʋa cakare, coɗa kuroʋa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti akati sungano iyi “itsva,” ipapo akashayisa basa yokutanga; zvino chinhu chisisina basa uye chava chekare chichashayikwa nokukurumidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokutaura nezvechitenderano chitsva, Mwari ari kutoita kuti chakare chinzi chitsaru. Chinhu chinenge chava kusakara, chavakuchembera chinobva chazorova.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaanoti: Sungano itsva, akasakadza yokutanga; zvino chinhu chosakara, chova chakare, choda kurova.
Shona 2009?
Zvaanoti: Sungano itsva, yakasakadza yokutanga; zvino chinhu chosakara, chova chakare, choda kurova.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaanoti: Sungano itsva, akasakadza yokutanga; zvino chinhu chosakara, chova chakare, choda kurova.