Hebrews 9:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti yaiŋgoʋa mirairo yenyama, yeɀokudya, neɀokunwa, nokushamba kuzhinji, yaʋakatemerwa kuȿikira paŋguʋa yokuʋandudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinongova zvokudya nezvokunzwa uye nokushamba kuzhinji zvapanyama, zvavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti izvi zvakangorerekera kunezvokudya nezvokunwa, nezvokushamba kwakasiyana — siyana, nezvomirau yakananga zvemuviri yakaiswa kusvikira nguva yokuvandudzwa kwezvinhu kuti zvive zvitsva yasvika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti yaingova mirayiro yenyama, yezvokudya, nezvokunwa, nokushamba kuzhinji, yavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.
Shona 2009?
nokuti yaingova mirairo yenyama, yezvokudya, nezvokumwa, nokushamba kuzhinji, yavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti yaingova mirairo yenyama, yezvokudya, nezvokunwa, nokushamba kuzhinji, yavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.