Hebrews 9:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti apo panetestamente, panofanira kuʋa’po ʋo rufu rwaiye wakaiita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti kana iri nhaka yakanyorwa, panofanira kuvapovo nechokwadi chorufu rwaiye akaiita,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana pane zvakanyorwawo nomufi zvenhaka, panotofanira kuzivikanwa kuti akanyora zvenhaka akafa here kana kuti kwete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti apo pane chido chenhaka, panofanira kuvapowo rufu rwaiye wakachiita.
Shona 2009?
Nokuti apo pane testamente, panofanira kuvapovo rufu rwaiye wakaiita.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti apo pane chido chenhaka, panofanira kuvapowo rufu rwaiye wakachiita.