Hebrews 9:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti testamente inesimba kana ʋanhu ʋafa; nokuti haitoŋgoʋi nesimba kana wakaiita aciri mupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti nhaka yakanyorwa ine simba chete kana munhu afa; haina simba kana akaiita achiri mupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti zvakanyorwa zvenhaka zvinotanga kuva nebasa pakufa. Hazvigoni kuva nebasa iye akazvinyora achiri mupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti chido chenhaka chine simba kana vanhu vafa; nokuti haitongovi nesimba kana akachiita achiri mupenyu.
Shona 2009?
Nokuti testamente inesimba kana vanhu vafa; nokuti haitongovi nesimba kana wakaiita achiri mupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti chido chenhaka chine simba kana vanhu vafa; nokuti haitongovi nesimba kana akachiita achiri mupenyu.