Hebrews 9:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ne suŋgano yokutaŋga haina‐kuʋambga pasineropa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndokusaka sungano yokutanga isina kushanda pasina ropa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro kunyange chitenderano chokutanga chakatosimbiswa neropa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo nesungano yokutanga haina kuvambwa pasina ropa.
Shona 2009?
Naizvozvo nesungano yokutanga haina kuvambwa pasine ropa.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo nesungano yokutanga haina kuvambwa pasina ropa.