Hebrews 9:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
aciti: Iri iropa resuŋgano, yamakarairwa naMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Iri iropa resungano, yamakarayirwa naMwari kuti muchengete.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Iri iropa rechitenderano chamakatemerwa naMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
achiti, “Iri iropa resungano, yamakarayirwa naMwari.”
Shona 2009?
achiti: Iri iropa resungano, yamakarairwa naMwari.
Shona SUB 2002 Bible
achiti, “Iri iropa resungano, yamakarayirwa naMwari.”