Hebrews 9:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, tiŋgati pamurairo ɀinhu ɀineŋge ɀose ɀinonatswa neropa; ʋuye kana kusineropa rinoteʋurwa, hakunekaŋganwiro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo, tingati murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye maererano nomutemo tingangoti zvinhu zvose zvinochenurwa chete neropa. Pasina kudeurwa kweropa hapana kuregererwa kwezvitadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, tingati pamurayiro zvinhu zvinenge zvose zvinonatswa neropa; uye kana kusina ropa rinoteurwa, hakuna ruregerero.
Shona 2009?
Zvirokwazvo tingati pamurairo zvinhu zvinenge zvose zvinonatswa neropa; uye kana kusineropa rinotevurwa, hakunekangamwiro.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, tingati pamurairo zvinhu zvinenge zvose zvinonatswa neropa; uye kana kusina ropa rinoteurwa, hakuna ruregerero.