Hebrews 9:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo mifananidzo yeɀiri kuɗeŋga yaifanira kuti inatswe ne ɀiɓayiro iɀi; asi ɀinhu ɀokuɗeŋga ɀimene kuti ɀinatswe neɀiɓayiro ɀinopfuʋura iɀi nokunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo zvaifanira kuti mifananidzo yezvinhu zvokudenga inatswe nezvibayiro izvi, asi zvinhu zvokudenga zvacho zvaifanira kunatswa nechibayiro chinopfuura izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yakanga ichifanira kuchenurwa nemipiro iyi, asi izvo zvinhu zvokudenga pachazvo zvakanga zvichifanira kuchenurwa nezvibayiro zviri nani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yaifanira kuti inatswe nezvibayiro izvi; asi zvinhu zvokudenga zvimene kuti zvinatswe nezvibayiro zvinopfuura izvi nokunaka.
Shona 2009?
Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yaifanira kuti inatswe nezvibayiro izvi; asi zvinhu zvokudenga zvimene kuti zvinatswe nezvibayiro zvinopfuvura izvi nokunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo mifananidzo yezviri kudenga yaifanira kuti inatswe nezvibairo izvi; asi zvinhu zvokudenga zvimene kuti zvinatswe nezvibairo zvinopfuura izvi nokunaka.