Hebrews 9:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye haana‐kupinda kuti aɀiite ciɓayiro kazhinji, somuprista mukuru unopinda panɀimbo tȿene gore rimŋe nerimŋe, akaɓata ropa reɀimŋe ɀinhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye haana kupinda kudenga kuti azviite chibayiro kakawanda, somuprista mukuru anopinda muNzvimbo Tsvene-tsvene, gore negore, neropa risiri rake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kristu haana kupinda ruzhinji — zhinji muNzvimbo Inoeresesa kundozviita chibayiro sezvinoita mupristi mukuru anopindamo gore rimwe nerimwe neropa risiri rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye haana kupinda kuti azviite chibayiro kazhinji, somupristi mukuru anopinda munzvimbo tsvene gore rimwe nerimwe, akabata ropa rezvimwe zvinhu;
Shona 2009?
uye haana kupinda kuti azviite chibayiro kazhinji, somuprista mukuru unopinda panzvimbo tsvene gore rimwe nerimwe, akabata ropa rezvimwe zvinhu;
Shona SUB 2002 Bible
uye haana kupinda kuti azviite chibayiro kazhinji, somupristi mukuru anopinda munzvimbo tsvene gore rimwe nerimwe, akabata ropa rezvimwe zvinhu;