Hebrews 9:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye ʋanhu ɀaʋakatemerwa kuti ʋafe kamŋe cete, kutoŋgeswa kugoteʋera,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvi zvakangogara zvakatemwa kuti munhu anofanira kufa kamwechete; mushure mokufa kunouya kutongwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye vanhu zvavakatemerwa kuti vafe kamwechete, kutongeswa kugotevera,
Shona 2009?
uye vanhu zvavakatemerwa kuti vafe kamwe chete, kutongeswa kugotevera,
Shona SUB 2002 Bible
Uye vanhu zvavakatemerwa kuti vafe kamwechete, kutongeswa kugotevera,