Hebrews 9:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
pakaŋga panendiro yendarama yeɀinonhuwira, neareka yesuŋgano, yakaŋga yakanamŋa nhiʋi dzose nendarama, imomo makaŋga munehari yendarama, yakaŋga inemana, netȿimbo yaAroni yakaɗeya kutuŋgira, namahwendefa esuŋgano;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
yakanga ine ndiro yegoridhe yezvinonhuhwira uye neareka yesungano yakanga yakafukidzirwa negoridhe. Muareka iyi ndimo makanga mune hari yegoridhe yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakanga yatunga, uye namahwendefa esungano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
yaiva neAtari yorusenzi yendarama, nebhokisi rechitenderano rakanamirwa nendarama. Maivawo nomudziyo wendarama wakanga uine Mana; kozouya tsvimbo yaAroni iya yakambotungira mashizha; kozoti mafendefa echitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pakanga pane ndiro yendarama yezvinonhuwira, neareka yesungano, yakanga yakanamwa nhivi dzose nendarama, imomo makanga mune hari yendarama, yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakadeya kutungira, namahwendefa esungano;
Shona 2009?
pakanga panendiro yendarama yezvinonhuhwira, neareka yesungano, yakanga yakanamwa nhivi dzose nendarama, imomo makanga munehari yendarama, yakanga inemana, netsvimbo yaAroni, yakadeya kutunga, namabwendefa esungano;
Shona SUB 2002 Bible
pakanga pane ndiro yendarama yezvinonhuwira, neareka yesungano, yakanga yakanamwa nhivi dzose nendarama, imomo makanga mune hari yendarama, yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakadeya kutungira, namahwendefa esungano;