Hebrews 9:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
pamsoro payo pakaŋga panamakerubi okubginya, akadzikatidza cifunhiro ceŋgoni; hatigoni kurondedzera iɀoɀo ticiita cimŋe‐cimŋe ɀino.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro peareka pakanga paina makerubhi okubwinya, aidzikatidza chifunhiro chengoni. Asi hatingatauri nezvezvinhu zvose izvi zvizere iye zvino.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusoro pebhokisi rechitenderano paiva namakerubhu embiri akanga akahwamira hwidibiro yebhokisi rechitenderano. Panguva ino iyi hapasiripo patingagone kutaura pamusoro pezvizvi tichinyatsotsetsenura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
pamusoro payo pakanga panamakerubhi okubwinya, akadzikatidza chifunhiro chengoni; hatigoni kurondedzera izvozvo tichiita chimwechimwe zvino.
Shona 2009?
pamusoro payo pakanga panamakerubhi okubwinya, akadzikatira chifunhiro chengoni; hatigoni kurondedzera izvozvo tichiita chimwe-chimwe zvino.
Shona SUB 2002 Bible
pamusoro payo pakanga pana makerubhi okubwinya, akadzikatidza chifunhiro chengoni; hatigoni kurondedzera izvozvo tichiita chimwe–chimwe zvino.