Hosea 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati kwaari: Mutumidze zita rinonzi Jezreeri, nokuti kwasara ciŋguʋa ciɗuku, ipapo ndicatsiʋa ropa reJezreeri paimba yaJehu, nokugumisa ʋushe bgeimba yaIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati kuna Hosea, “Mutumidze zita rokuti Jezireeri, nokuti ndava kuda kuranga imba yaJehu zvino nokuda kwavanhu vakaurayiwa paJezireeri, uye ndichagumisa umambo hwaIsraeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akabva ati kuna Hosea, “Mutumidze zita rokuti ‘Jezirieri,’ nokuti kwangosara kanguva kadikidiki kwokuti ndichiranga imba yaJehu, ndichiirangira ropa raakadeura kuJezirieri, ndichitsakatisa umambo hwokwaIsiraeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati kwaari, “Mutumidze zita rinonzi ‘Jezireri,’ nokuti kwasara chinguva chiduku, ipapo ndichatsiva ropa reJezireri paimba yaJehu, nokugumisa ushe hweimba yaIsiraeri.
Shona 2009?
Jehovha akati kwaari, "Mutumidze zita rinonzi `Jezireeri,' nokuti kwasara chinguva chiduku, ipapo ndichatsiva ropa reJezireeri paimba yaJehu, nokugumisa ushe bweimba yaIsiraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati kwaari, “Mutumidze zita rinonzi ‘Jezireri,’ nokuti kwasara chinguva chiduku, ipapo ndichatsiva ropa reJezireri paimba yaJehu, nokugumisa ushe hweimba yaIsiraeri.