Hosea 1:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati arumura Ro‐ruhama, akanaka ɀe pamuʋiri, akaɓereka mŋanakomana.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mushure mokurumura Ro-Ruhama, Gomeri akaberekazve mumwe mwanakomana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uyu paakarumura Mushayirwatsitsi, akabata pamuviri akabereka mwana mukomana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati arumura Roruhama, akanakazve pamuviri, akabereka mwanakomana.
Shona 2009?
Zvino akati arumura Roruhama, akanakazve pamuviri, akabereka mwanakomana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati arumura Roruhama, akanakazve pamuviri, akabereka mwanakomana.