Hosea 1:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova akati: Mutumidze zita rinonzi Ro‐ami; nokuti imi hamuzi ʋanhu ʋaŋgu, neni handiŋgaʋi Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jehovha akati, “Mutumidze zita rokuti Ro-Ami, nokuti imi hamuzi vanhu vangu, uye ini handizi Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi akati kuna Hosea, “Mudaidzei zita rokuti, ‘Vasivangu’ nokuti imi hamusi vanhu vangu. Iniwo handisi Mwari wenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha akati, “Mutumidze zita rinonzi ‘Roami;’ nokuti imi hamuzi vanhu vangu, neni handingavi Mwari wenyu.”
Shona 2009?
Jehovha akati, "Mutumidze zita rinonzi `Roami;' nokuti imwi hamuzi vanhu vangu, neni handingavi Mwari wenyu."
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha akati, “Mutumidze zita rinonzi ‘Roami;’ nokuti imi hamuzi vanhu vangu, neni handingavi Mwari wenyu.”