Hosea 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɓope ricamuka pakati paʋanhu ʋenyu, nhare dzenyu dzose dzicaparadzwa, Sharmani seɀaakaparadza Beti‐arberi nezuʋa rokurwa; mai ʋakaputsanyiwa pamŋe cete naʋana ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuomba kwehondo kuchamukira vanhu venyu, zvokuti masvingo enyu ose achaparadzwa, sokuparadzwa kwakaitwa Bheti Aribheri neSharimani pazuva rokurwa, vanamai pavakapanhirwa pasi pamwe chete navana vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naizvozvo mukati mevanhu venyu muchamuka manyongori ehondo, nzvimbo dzenyu dzokuzvidzivirira muhondo dzose zvadzo dzichaparadzwa, sokuparadzwa kwakaita Sharumani guta reBhetiaribheri pazuva rakarwiwa hondo, madzimai akaitwa kanyamakanyama pamwechete nevana vavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo bope richamuka pakati pavanhu venyu, nhare dzenyu dzose dzichaparadzwa, Sharimani sezvaakaparadza Bhetiaribheri nezuva rokurwa; mai vakaputsanyiwa pamwechete navana vavo.
Shona 2009?
Naizvozvo bope richamuka pakati pavanhu venyu, nhare dzenyu dzose dzichaparadzwa, Sharimani sezvaakaparadza Bhetiaribheri nezuva rokurwa, mai vakaputsanyiwa pamwechete navana vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo bope richamuka pakati pavanhu venyu, nhare dzenyu dzose dzichaparadzwa, Sharimani sezvaakaparadza Bhetiaribheri nezuva rokurwa; mai vakaputsanyiwa pamwechete navana vavo.