Hosea 10:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀamucaitirwa neBeti‐eri nemhaka yokushata kwenyu kukuru; mambo waIsraeri ucaparadzwa cose mambakwedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndizvo zvichaitika kwauri, iwe Bheteri, nokuti uipi hwako hukuru. Kana zuva iroro roswedera, mambo weIsraeri achaparadzwa zvachose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvo ndozvichaitwawo kwamuri imi vemba yokuBhetieri, pari pamusana pouipi hwenyu hwakakura kudai. Mambo wokwaIsiraeri achanyatsotsakatiswa mambakwedza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndizvo zvamuchaitirwa neBhetieri nemhaka yokushata kwenyu kukuru; mambo waIsiraeri achaparadzwa chose mambakwedza.”
Shona 2009?
Ndizvo zvamuchaitirwa neBhetieri nemhaka yokushata kwenyu kukuru; mambo waIsiraeri achaparadzwa chose mambakwedza."
Shona SUB 2002 Bible
Ndizvo zvamuchaitirwa neBhetieri nemhaka yokushata kwenyu kukuru; mambo waIsiraeri achaparadzwa chose mambakwedza.”