Hosea 10:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ɀino ʋacati: Hatinamambo, nokuti hatityi Jehova; kana ari mambo uŋgatiitireiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vachati, “Hatina mambo nokuti hatina kukudza Jehovha. Asi kunyange dai taiva namambo, angadai akatiitireiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti iye zvino izvi vachati, “Hatina mambo nokuti hatityi Tenzi. Zvino mambo chaangatiitirewo pakadaro ndechipi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, zvino vachati, “Hatina mambo, nokuti hatityi Jehovha; kana ari mambo angatiitireiko?”
Shona 2009?
Zvirokwazvo, zvino vachati, "Hatina mambo, nokuti hatityi Jehovha; kana ari mambo angatiitireiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, zvino vachati, “Hatina mambo, nokuti hatityi Jehovha; kana ari mambo angatiitireiko?”